Global Football (Soccer) Event·2 ye 15

Where You Belong

On the field, there is nothing more important than the ball. The players will do everything to protect it and get the ball where it belongs. In the Game of Life, where do you belong?

Bvunza yako

Mashoko eBhaibheri

Goverana
Psalm 86:15

But You, O Lord, are a compassionate and gracious God, slow to anger, abounding in loving devotion and faithfulness.

Berean Standard Bible

Public Domain

Verenga zvimwe...
Zvishandiso Zvemahara

Unoda kunzwisisa Bhaibheri zvakadzama here?

Batanai nechidzidzo chedu cheBhaibheri

Mashoko akanyorwa

Shona (chiShona)
Kazhinji bhora rinogadzirwa nedehwe, rabha uye rinosonwa. Harishamisiri. Kune mabhora anosvika mamiriyoni munyika yega yega pasi pano. Asi kana riri munhandare... hapana chinokosha kuridarika. Mutambi wese ari munhandare anoda kuziva kuti riri papi chaipo. Munhu wese munhandare ari kushevedzera nemufaro. Vanokanganwa nezvenhamo dzavo, nemhaka yebhora iri. Mutambi paanowana bhora, pfungwa dzake dzese dzinoperera pariri. Kwaari, panguva ino, hapana chimwe chinhu, kana mumwe munhu, akakosha kuridarika. Havana basa nekuti zvinoda simba rakadini, kana kuti vachazorwadziwa zvakadini pave pava. Vachatovharidzira bhora racho nemiviri yavo pachavo kuti varichengetedze. Pane chinhu chimwe chete chinofanira kuitwa... ...kupinza bhora parinofanira kuenda. Chimwe chinhu chingangokushamisa ndeichi... Ndiwo maonerwo aunoitwa na Jesu. Jesu anoziva zvinhu zvese nezvako. Uye anokugamuchira zvakadaro, uye anoda kukuchengetedza nekukutarisira. Jesu akatopa upenyu hwake pachake nekuda kwechinangwa chimwe chete, akaperera zvachose... kuitira kuti uende kwaunofanira kuenda... Kumusha. Naye. Kwaunofanira kuva. Panopera mutambo, munhu wese anobuda munhandare. Asi Jesu achakangomirira. Iwewe. Jesu anokuda. Sarudzo ndeyako. Rega auye newe kumusha.
JesusFilm